wayground logo

Free Printable Worksheets

NEW

Font size

S
M
L
XL
Worksheets

Possessives/Zvirevamwene

Total questions: 15

Worksheet time: 8mins

Name
Class
Date
1.

Chipika(shirt) _____ ndeche bhuruu.

a)

yako

b)

edu

c)

chake

d)

chedu

2.

Maziso ______ ndee girini.(his)

a)

yake

b)

ake

c)

avo

d)

ako

3.

Ndinofarira pikicha ______ . (You)

a)

yavo

b)

yedu

c)

chake

d)

yako

4.

Imbwa iri kutamba nechitoyi ____ .(its)

a)

yayo

b)

yake

c)

chayo

d)

chake

5.

Lisa anofarira rokwe(dress) _____ dzvuku/tsvuku.

a)

chake

b)

yako

c)

rake

d)

avo

6.

Ava ndivo mudzidzisi wangu weChirungu. Munin'ina ____ ishamwari yangu. (This is my English teacher. ------ sister is my friend.) [her]

a)

wake

b)

wavo

c)

wedu

d)

wangu

7.

Ini nemhuri yangu tinogara kuHarare. Imba ____ yakanaka.[our]

a)

yedu

b)

yake

c)

wedu

d)

yavo

8.

Vabereki vanotamba nevana _____ mazuva ose. [their]

a)

vangu

b)

vedu

c)

vake

d)

vavo

9.

Ndine bvunzo iyezvino. Penzura _____ iri pai? (I have an examination just now. Where is ____ pencil?)

a)

yake

b)

yedu

c)

yangu

d)

yako

10.

Baba vangu vari kutsvaka ma'key' ____ emotokari.(his)

a)

chavo

b)

ake

c)

avo

d)

enyu

11.

Chienda kuchikoro iyezvino. Bhegi ____ riri kupi?

a)

rangu

b)

rako

c)

ravo

d)

redu

12.

Ini neshamwari dzangu tiri kukukoka(invite) ku pati ____.

a)

yavo

b)

yangu

c)

yedu

d)

yenyu

13.

Mauya/Titambire kuhotera ____. Pindai mugare.(our)

a)

yacho

b)

yake

c)

yedu

d)

wangu

14.

Tina naTimothy vanofarira kuchovha mabhasikoro ____ neMugovera.(their)

a)

edu

b)

acho

c)

avo

d)

ake

15.

Katsi iri kunwa mukaka _____.(its)

a)

wacho

b)

wayo

c)

yake

d)

ake